Icongo conse Natwingile & Ndakafara Ndakafara

Описание к видео Icongo conse Natwingile & Ndakafara Ndakafara

TWINGILE

1. Ichongo chonse (Ruzha rwose)
Bass: Natwingile (Ngatipindei)
All: Chishale panse (Rusare panze)
M: Iye lelo-oo
ALL: Twingile-e iye lelo-oo
munganda mwaTata
(ngatipindei mumba maBaba)

REFRAIN
Bass: Natwingile ( Ngatipindei)
All: Twingileee (Tipinde)
Bass: Natwingile
Al: Muinganda moafisama
(Mumba maSamasimba) iye lelo
Twingile-ee iye lelo-o
Munganda mwaTata
(Tipinde mumba maBaba)

2. Ulwambo lonse.. lushale
(Kusanzwana kwose)

3. Impatila shonse.. shishale panse
(Kudhonzerana kwose)

4 Lubilo lonse..lushale
(Rusaruro rwose)

5. Imiponto yonse..ishale panse
(Kugodorana kwose)


Ndakafara Ndakafara – J. Kaseke

M:S/A Ndakafara-a, ndakafara vanhu vachiti kwandiri
V:All Handeyi kuimba yaTenzi ndiko kunoenda marudzi emhuri dzaIsraeri ---vachindovonga Tenzi sezvaakavaraira

Madetembo:
1.Nokuti ndiko kunotongerwa mhosva ndiko kunogara Mambo achitonga vanhu vake
2.Kumbirirai Yerusarema kuti rive norugare vanokuda ngavabudirire
3.Runyararo ngaruve norusvingo rwako norugare ngaruve mumizinda yako
4.Pamusana pehama dzangu neshamwari dzangu ndinoti rugare ngaruve mukati mako
5.Ndinokunamatira kuti ubudirire pamusana peimba yaTenzi Mwari wedu

Chorus:
S/A --- Tsoka dzedu dzatsika mumazambara ako iwe, iwe Yerusarema guta rakadzorerwa runako norugare, iwe Yerusarema guta rakadzorerwa, ndafaraha tsoka dzedu dzatsika
B Saka zvino --- dzatsika mumazambara ako iwe Yerusarema guta rakadzorerwa runako norugare, Yerusarema, guta rakadzorerwa ndafaraha tsoka dzedu dzatsika

Комментарии

Информация по комментариям в разработке