Bluffhill SDA Church || Kozowa rinhi Tenzi || Christ in Song 172

Описание к видео Bluffhill SDA Church || Kozowa rinhi Tenzi || Christ in Song 172

172 Kuzowa Riniko

Tenzi kuzowa rini musati masvika
Mwoyo yedu yaneta nekumumirira
Yowa rini iyo nguwa inopenya kwazvo
Kupenya kwembiri nekuwonekwa kwenyu

Kozowa rini Tenzi mubude kumusha?
Matononoka Tenzi vamwe vadzokera
Tenzi vatendi venyu vazara nezvivi
Vashoma vakamira murufaro rwenyu

Mutsai vakarara, chemai vamuke
Vanoyera ngavati, Tenzi aswedera
Mwenje yedu ipfute zviunu zvisungwe
Vese vagadzirire kumuona Tenz

Комментарии

Информация по комментариям в разработке