Yesu akati chiuyai-Inner City Deanery choir

Описание к видео Yesu akati chiuyai-Inner City Deanery choir

Inner City Deanery consists of 7 parishes
1. Sacred Heart Cathedral
2. St Gerards Borrowdale incorporating Immaculate Conception Highlands (Nazareth House) & St Cecilia Charlotte Brooke
3. Holy Name Mabelreign
4. St Canisius Marlborough
5. Our Lady of the Wayside Mount Pleasant incorporating St John's Avondale (Emarald Hill)
6. Assumption of Our Lady Rhodesville
7. St Augustines Hatcliffe

Yesu Akati Chiuyai – Sr Cecilia Mushayapokuvaka (PBVM)

M: Yesu akati chiuyai
V: All Munditevere, rumbidzai Mwari nezita rake – zivisai vanhu vose mabasa ake - rumbidzai Mwari nezita rake

Madetembo:
1.Muimbirei mumurumbidze
2.Rondedzerai mabasa ake anoshamisa
3.Zvirumbidzei muzita rake rinokosha
4.Mwoyo yavatsvagi vaMwari ngaifare
5.Fungai Mwari nesimba rake
6.Tsvagai chiso chake nguva dzose
7.Rangarirai zvishamiso zvake zvaakaita
8.Zvisikwa zvake, nokutonga kwake

Chorus:
All Rumbidzai Mwari nezita rake x2

Комментарии

Информация по комментариям в разработке