QOUNFUZED - NZUNGU (Official Video)

Описание к видео QOUNFUZED - NZUNGU (Official Video)

Produced by Majesty on Flex
Written and Arrangement by Mcdonald Sheldon
Composed by Mcdonald Sheldon

The Official Music Visualizer for Nzungu by Qounfuzed.

LYRICS

Ndiye wandakaratidza vanhu ndichiti Ndiye
Iye ndokuzondiratidza kuti haasi riye

Hama dzako waidziti tiri mafriends
Shamwari dzako waidziti tiri mafriends
Aiwa varume ndakamboitwa benzi
Ndakazopepuka ndinotenda tenzi

Aiwa ndakanga ndanzwa nekudyirwa muhomwe kunge nzungu
Iyo nyaya yerudo vakomana yambondionesa chitsvuku
Kuona vamwe vachingodanana ndizvo zvaindipa shungu
Moyo ndokuzoraiwa neaiwuchengeta kuita kunge huku

Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaittodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Ndaitodanana netsotsi
Raive nemaziso kugotsi

Ahaa aindirova nema statement
Ndiwe wakandirasisa asi tainge taita agreement
Wakanga wandi bhilivhisa ndainga ndotoona engagement
Pangakazobata phone yako ndakaiona evidence
Nyaya yacho yakaoma

Ayiwa ndakanga ndanzwa nekudyirwa muhomwe kunge nzungu
Iyo nyaya yerudo vakomana yambondionesa chitsvuku
Kuona vamwe vachingodanana ndizvo zvaindipa shungu
Moyo ndo kuzoraiwa neaiwuchengeta kuita kunge huku

Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi
Raive nemaziso kugotsi

Aah zvekudanana wega hazviko
Ndaidanana nemunhu asiko
Zvekutodanana kutodanana apa ndichidanana ndega
Aah zvekutodanana wega hazviko
Ndaidanana nemunhu asiko
Zvekutodanana kutodanana apa ndichidanana ndega

Shuwa wakandiitisa
Ikozvino ndakutotya kana kunotestwa testwa
Nhamo yandapinda
Iwewe uchandikitisa
Unenge ndimi type dziya dzekukecha kecha
Inzwai machinda

Ayiwa ndanga ndanzwa nekudyirwa muhomwe kunge nzungu
Iyo nyaya yerudo vakomana yambondionesa chitsvuku Kuona vamwe vachingodanana ndizvo zvaindipa shungu
Moyo ndiwo kuzoraiwa neaiwuchengeta kuita kunge huku

Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi Ndaitodanana netsotsi
Raive nemaziso kugotsi

Ahaa aindirova nema statement
Ndiwe wakandirasisa asi tainga taita agreement
Wakanga wandi bhilivisa ndainge ndotoona engagement
Pandakazobata phone yako ndakaiona evidence

Nyaya yacho yakaoma.

Комментарии

Информация по комментариям в разработке