Ndinoda Kugara Padyo Penyu

Описание к видео Ndinoda Kugara Padyo Penyu

Ndinoda Kugara Padyo - (Nearer My God To Thee)

Ndinoda kugara padyo penyu
Ndichiita basa ndichirara
Ndichifamba kure ndichigara mumba
Ndinoda kugara padyo penyu

Ndinoda kugara padyo penyu
Murupenyu rwangu nomukufa
Mukufa kwangu nokutambudzika
Ndinoda kugara padyo pako

Hongu iwe Mwari unozadza
Mwoyo wangu wose iwe woga
Wakwana kuneni unopinda zvose
Ndinoda kugara padyo pako

Gara padyo pangu usabvume
Ndipatsane newe Mwari wangu
Ndinoda kugara padyo penyu, Mwari
Ndinoda kugara padyo penyu


Rest in Peace Baba Emmanuel Ribeiro

Комментарии

Информация по комментариям в разработке